• Home
  • Explore
Create
  • Sounds
  • Tools
No track playing
Start playback to see track details here.
  • Trap Wise Hondo

    Trap Wise Hondo

    Galacian boi ft mwanakomana|1

    Talk... strt wise. Keep the Glock man.

    Mafia.

    16 this shit is cooked for you.

    Shutout to A.I.T. Shutout to Mello...

    Shutout to my farm.

    Handi skuchema bato wakand kuvadza

    Namoya nkungema zine matadza

    One munhu anokweva sachet Boys rangu work...

    work. At the end nzara inozongoku teacher manotes One gevha rine stack

    NEMA oops Beef yei beef rei

    Champion vanozongo sater mapace

    Hondo ndoirikwedu Mukoma Kunotoshandwa kuti tiridye...

    mukoma.

    yaaa..

    Hondo ndoirikwedu Mukoma

    Kunotoshandwa kuti tiridye... mukoma.

    yaaa..

    Handina tym yeku merura ma oops

    Beef yei ini ndine stack rema oops

    Pa gheto pangu vanomuti Ruben.

    Coz akazopotera ku Urban...

    yaaa.

    Chimusha chakamuzara iopp rinoswera mugarden.

    achikohwa 1g auraaaaaaa.. hiiiiii Hisss iyo yato snack mukoma

    Drip drip yanetsa pagetto pangu

    Mwana wese arikuda 10k aura

    Aaaa..

    aaaa..

    Kushanda chitori ka chipo Kuma getto yut.

    Platinum prince akapamhanya Kubuda swet Nguva inozongo kwana Mukoma Taku afforder nyika

    inezvicherwa Mukoma. Taku afforder madhora.

    Mukoma

    Hondo ndoirikwedu Mukoma

    Kunotoshandwa kuti tiridye Mukoma.

    Yaaaa

    Hondo ndoirikwedu Mukoma Kunotoshandwa kuti tiridye Mukoma.

    Yaaaa

    Wakazorwa nevia kudhara unogotyei

    Wakaroorwa kudhara unozodei

    Chihure chinokubvisa Panamwari unombodei.

    Zvaaasinga kusiye unomupei

    Zvaari we Aura uchamupei.

    Gang gang taneta

    Makubvutirana futi ma glock..

    clock it

    period. unozodei

    Dzungu harizodi.

    mukomana

    Anosungwa madhuku

    Muno tengerei mbatya dzisingakifitei

    Muchisiya ma paffs

    Art rako

    Art rangu

    Inozongopa success Kuna Boyaman

    Top Songs from ElevenLabs

    Remixes