

Talk... strt wise.
Keep the Glock man.
Mafia.
16 this shit is cooked for you.
Shutout to A.I.T. Shutout to Mello...
Shutout to my farm.
Handi skuchema bato wakand kuvadza Namoya nkungema zine matadza One munhu anokweva
sachet
Boys rangu
work... work. At the end nzara inozongoku teacher manotes One gevha rine
stack NEMA oops Beef yei beef rei
Champion vanozongo sater mapace
Hondo ndoirikwedu Mukoma
Kunotoshandwa kuti tiridye... mukoma.
yaaa..
Hondo ndoirikwedu Mukoma
Kunotoshandwa kuti tiridye... mukoma.
yaaa..
Handina tym yeku merura ma oops
Beef yei ini ndine stack rema oops
Pa gheto pangu vanomuti Ruben.
Coz akazopotera ku Urban...
yaaa.
Chimusha chakamuzara iopp rinoswera mugarden.
achikohwa 1g auraaaaaaa.. hiiiiii
Hisss iyo yato snack mukoma
Drip drip yanetsa pagetto pangu Mwana wese arikuda 10k aura Aaaa..
aaaa.. Kushanda chitori ka chipo Kuma getto yut.
Platinum prince akapamhanya Kubuda swet Nguva inozongo kwana Mukoma Taku afforder nyika
inezvicherwa Mukoma. Taku afforder madhora.
Mukoma
Hondo ndoirikwedu Mukoma
Kunotoshandwa kuti tiridye Mukoma.
Yaaaa
Hondo ndoirikwedu Mukoma
Kunotoshandwa kuti tiridye Mukoma.
Yaaaa
Wakazorwa nevia kudhara unogotyei
Wakaroorwa kudhara unozodei
Chihure chinokubvisa Panamwari unombodei.
Zvaaasinga kusiye unomupei
Zvaari we Aura uchamupei.
Gang gang taneta
Makubvutirana futi ma glock..
clock it
period. unozodei
Dzungu harizodi. mukomana
Anosungwa madhuku
Muno tengerei mbatya dzisingakifitei
Muchisiya ma paffs
Art rako
Art rangu
Inozongopa success Kuna Boyaman