

(ohhh-oh) Kutenda kwedu kuri muna Jesu
Kutenda kwedu kuri muna Mwari
Kutenda kwedu kuri muna Jesu
Kutenda kwedu kuri muna Mwari
Ngarumbidzwe nganamatwe yeh yeh
ngarumbidzwe
ndiye Ishe
Ngarumbidzwe nganamatwe yeh yeh ngarumbidzwe ndiye Ma-ambo (yeh-yeh)
Ngarumbidzwe
nganamatwe yeh yeh
ngarumbidzwe ndiye Ishe Ngarumbidzwe
nganamatwe yeh yeh
ngarumbidzwe ndiye Ma-ambo (hallelujah)
Ndiye Ishe Ndiye Ma-ambo (amen)