

(ohhh-ooh-uh) Kutenda kwedu kuri muna Jesu
Kutenda kwedu kuri muna Mwari
Kutenda kwedu kuri muna
Jesu
Kutenda kwedu kuri muna Mwari
Ngarumbidzwe nganamatwe yeh yeh
ngarumbidzwe ndiye Ishe
Ngarumbidzwe nganamatwe yeh yeh ngarumbidzwe ndiye Ma-ambo
Ngarumbidzwe nganamatwe yeh yeh ngarumbidzwe ndiye Ishe
Ngarumbidzwe nganamatwe yeh yeh ngarumbidzwe ndiye Ma-ambo (hallelujah)
Ndiye Ishe
Ndiye Ma-ambo (amen)