

Pasi… Ndiri kunzwa moto… (Ndi
hone…)
Usandibvunze kuti ndakabva kupi…
Ndangosvika.
(Fhasi…) Pane simba.
Muka.
(Vusa.) Pasi pevhu… Pane chiedza.
Pasi pevhu…
Pane
moto.
Handichamhanyi nerima…
(A thi tsha ofha…) Rava kundiziva.
(Ndi hone…) Muka…
Tiri pano.
Pane moto pasi! (Hu na mulilo!) Simba redu
ramuka.
Pasi pevhu… (Hu na
tshedza.)